이거 한글 발음이 어떻게 되나요?
Ishe komborera Africa
Ngaisimudzirwe zita rayo
Inzwai miteuro yedu
Ishe komborera,
Isu, mhuri yayo.
Huya mweya
Huya mweya komborera
Huya mweya
Huya mweya mutsvene
Uti komborere
Isu mhuri yayo.
Ngaisimudzirwe zita rayo
Inzwai miteuro yedu
Ishe komborera,
Isu, mhuri yayo.
Huya mweya
Huya mweya komborera
Huya mweya
Huya mweya mutsvene
Uti komborere
Isu mhuri yayo.
✔️✔️✔️최고의 답변✔️✔️✔️
이쉬콤보레라 아프리카
Ngaisimudzirwe zitarayo
인즈웨이 미투로예두
이쉬 콤보레라
이수, 무루리야요
화암웨야
후아암웨야 콤보레라
화암웨야
화암웨야 무스베네
우티콤보어
이숨후리야요